(shanda mwanangu shanda nesimba)
Munemi nangarai mune dj honai
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Wendi nangara iwe une dj seiko
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Kwenyu kumishando ndinoswika
Ndino remekedza wani (shanda)
Ndoshandira mhuri yangu varume
Ndoshandira kurarama vakomana
Basa rangu kutamba varume
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Ndoshandira mhuri yangu varume
Ndoshandira kurarama vasikana
Basa rangu kutamba varume
Basa rangu kushanda iwewe
(shanda mwanangu shanda nesimba)
(shanda mwanangu shanda nesimba)
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Kwenyu kumishando ndinoswika
Ndino remekedza wani (shanda)
Ndoshandira mhuri yangu varume
Ndoshandira kurarama vakomana
Basa rangu kutamba varume
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Ndoshandira mhuri yangu varume
Ndoshandira kurarama vakomana
Basa rangu kutamba varume
(shanda mwanangu shanda nesimba)
(shanda mwanangu shanda nesimba)
(shanda mwanangu shanda nesimba)
Kwenyu kumishando ndinoswika
Ndino remekedza wani (shanda)